Manass chibanda
Manass chibanda
  • 793
  • 6 231 631

Відео

More than 10 years achishandisa munhu mahara papurazi achiti ndichazonokurorera mukadzi
Переглядів 7 тис.23 години тому
More than 10 years achishandisa munhu mahara papurazi achiti ndichazonokurorera mukadzi
(Part 2) Zvinoshamisa izvi! Moporofita kubatwa zvipande ne n'anga, hushereketwa, hurombwa
Переглядів 1,5 тис.2 години тому
(Part 2) Zvinoshamisa izvi! Moporofita kubatwa zvipande ne n'anga, hushereketwa, hurombwa
Munda,muganho, pekugara, pahukama-Chief Mutasa's traditional court
Переглядів 2,5 тис.2 години тому
Munda,muganho, pekugara, pahukama-Chief Mutasa's traditional court
Part 3, Nyaya yemukadzi wekubirwa bhurugwa, Inzwa zvakazoitika pahoko dzawakanzi vorovera
Переглядів 2,2 тис.2 години тому
Part 3, Nyaya yemukadzi wekubirwa bhurugwa, wopihwa hoko nachiremba kuti vanorovere, Inzwa zvakazoitika pahoko dziya
Sabhuku omiswa pamberi pedare raChangamire Mutasa nedzimhoswa
Переглядів 14 тис.4 години тому
Sabhuku omiswa pamberi pedare raChangamire Mutasa nedzimhoswa
Wakandipumha-Chief Mutasa's traditional court
Переглядів 1,5 тис.4 години тому
Wakandipumha-Chief Mutasa's traditional court
Kudherera masabhuku nemadzishe-More details in the video
Переглядів 2,7 тис.4 години тому
Kudherera masabhuku nemadzishe-More details in the video
Claim-Akati ndachinja bhuku-Chief Mutasa's traditional court
Переглядів 3 тис.4 години тому
Claim-Akati ndachinja bhuku-Chief Mutasa's traditional court
Brother nemupurisa zvaSabhuku wotozviitawo Sabhuku-Chief Mutasa's traditional court
Переглядів 6 тис.7 годин тому
Brother nemupurisa zvaSabhuku wotozviitawo Sabhuku-Chief Mutasa's traditional court
Wakwambo kunanga Vambuyaa ndiwo wakauraya, mwana wotuke mai--Chief Mutasa's traditional court
Переглядів 1,9 тис.7 годин тому
Wakwambo kunanga Vambuyaa ndiwo wakauraya, mwana wotuke mai Chief Mutasa's traditional court
Chabvondoka-N'anga dzoratidzana masimba,Ngozi, Vanhu 7 vobudirwa,Chief Mutasa's Traditional court
Переглядів 9 тис.9 годин тому
Chabvondoka-N'anga dzoratidzana masimba,Ngozi, Vanhu 7 vobudirwa,Chief Mutasa's Traditional court
Divisi, sandawana, mubobobo, hurombwa, hushereketwa-Nyaya dzemhuri mudare raMambo Mutasa
Переглядів 6 тис.9 годин тому
Divisi, sandawana, mubobobo, hurombwa, hushereketwa-Nyaya dzemhuri mudare raMambo Mutasa
Claim-Kuunza varapi pamba Sabhuku na Ishe wasingaziwe-Chief Mutasa's Traditional court
Переглядів 8899 годин тому
Claim-Kuunza varapi pamba Sabhuku na Ishe wasingaziwe-Chief Mutasa's Traditional court
Arikuona nyoka nemunhukadzi- Chief Mutasa's traditional court
Переглядів 2,3 тис.12 годин тому
Arikuona nyoka nemunhukadzi- Chief Mutasa's traditional court
Marwadzo-kupihwa mvura une nhumbu uchinzi imvura yekuvhura nzira apo utori mushonga zvawo
Переглядів 4,9 тис.12 годин тому
Marwadzo-kupihwa mvura une nhumbu uchinzi imvura yekuvhura nzira apo utori mushonga zvawo
Wonamatira mugomo ramanyengavana rinoyera-Chief Mutasa's traditional court
Переглядів 2,9 тис.12 годин тому
Wonamatira mugomo ramanyengavana rinoyera-Chief Mutasa's traditional court
wochemera nhombo yawo, kuona nyoka, kupumhana-Chief Mutasa's traditional court
Переглядів 14 тис.14 годин тому
wochemera nhombo yawo, kuona nyoka, kupumhana-Chief Mutasa's traditional court
Boboto mumhuri, mwana ongodanha, Tswimbo dzemusha dzoraswa-More details in the video
Переглядів 7 тис.14 годин тому
Boboto mumhuri, mwana ongodanha, Tswimbo dzemusha dzoraswa-More details in the video
Claim-Wakaita pungwe nechitunha kuWatsomba wachifamba nacho-Chief Mutasa's traditional court
Переглядів 4,7 тис.14 годин тому
Claim-Wakaita pungwe nechitunha kuWatsomba wachifamba nacho-Chief Mutasa's traditional court
"Mufundisi ndichawagadzira nhengo yawo igare yakamira nekuti wakabata chibharo", Madzibaba Samson
Переглядів 48214 годин тому
"Mufundisi ndichawagadzira nhengo yawo igare yakamira nekuti wakabata chibharo", Madzibaba Samson
Osvikirwa, Nyoka yakasiiwa mukati memusha, hushereketwa, hurombwa-Chief Mutasa's Traditional court
Переглядів 6 тис.16 годин тому
Osvikirwa, Nyoka yakasiiwa mukati memusha, hushereketwa, hurombwa-Chief Mutasa's Traditional court
Hezvo!! Chikomba kubatwa mumba chiita bonde nemuridzi wemukadzi-Chief Mutasa's traditional court
Переглядів 49 тис.19 годин тому
Hezvo!! Chikomba kubatwa mumba chiita bonde nemuridzi wemukadzi-Chief Mutasa's traditional court
Gokwe zvakare:Ndinoda pfuma yangu-Chief Chireya's Traditional court
Переглядів 64721 годину тому
Gokwe zvakare:Ndinoda pfuma yangu-Chief Chireya's Traditional court
Gokwe yauya-Anoti ndinodana nemukadzi wake, ikozvino ndamurwara-Chief Chireya's traditional court
Переглядів 2,7 тис.21 годину тому
Gokwe yauya-Anoti ndinodana nemukadzi wake, ikozvino ndamurwara-Chief Chireya's traditional court
Azvidza dare zvikurusa- kushandisa munhu mahara
Переглядів 1,2 тис.21 годину тому
Azvidza dare zvikurusa- kushandisa munhu mahara
Gokwe-Kushungurudza hake mukadzi-Chief Chireya's traditional court
Переглядів 99721 годину тому
Gokwe-Kushungurudza hake mukadzi-Chief Chireya's traditional court
Akurohwa nemukadzi,Dhumadhuma nechikomba ku police custody
Переглядів 3,6 тис.21 годину тому
Akurohwa nemukadzi,Dhumadhuma nechikomba ku police custody
Breaking-N'anga yodiwa kudare raChangamire Bushu, wonangana huroi brothers
Переглядів 2,7 тис.День тому
Breaking-N'anga yodiwa kudare raChangamire Bushu, wonangana huroi brothers
Part 3- Murora wekusherekerwa kakarorwa
Переглядів 6 тис.День тому
Part 3- Murora wekusherekerwa kakarorwa

КОМЕНТАРІ

  • @sekurugudopikichatv1761
    @sekurugudopikichatv1761 53 хвилини тому

    Pane munhu arikurwadziwa na sabhuku ava, varikuda kusiiswa basa chete , mawandiro emhosva acho aya akanyanya aya panoda kuongororwa

  • @sekurugudopikichatv1761
    @sekurugudopikichatv1761 Годину тому

    quality iyo kuseri

  • @EthieNyama
    @EthieNyama 5 годин тому

    Babamunini itsotsi havadi kutaura chokwadi kkkkkkkkk kkkkkkkkk

  • @MaxwellMangena
    @MaxwellMangena 7 годин тому

    Great man chief mutasa

  • @Rebhara
    @Rebhara 7 годин тому

    KwaZvada kwanaFreddy here😂😂😂😂. Muhozvi kumakudo uko😂😂😂

  • @tenjiwemusango6496
    @tenjiwemusango6496 7 годин тому

    Paridzai kuuya kwaJesu Kristu kwechipiri musiyane nemarombe toda kuenda kudenga isu.

  • @user-lu8bj6le1f
    @user-lu8bj6le1f 7 годин тому

    Batai basa sekuru mukotsanjera bhora mberi

  • @pamelanyabereka968
    @pamelanyabereka968 8 годин тому

    Mambo Mutasa mune wisdom Shumba, ndopanoti dzimbabwe zve apa...

  • @saviousmanyatwa4205
    @saviousmanyatwa4205 8 годин тому

    Haaaa chandoziva ndechekuti mwari arikutop

  • @cephasnyarumwe5410
    @cephasnyarumwe5410 9 годин тому

    Agona chief it's a win win

  • @rolandmoyo-yy3ok
    @rolandmoyo-yy3ok 9 годин тому

    Muzvina-purazi itsotsi chayiro.

  • @JudithKarimupfumbi
    @JudithKarimupfumbi 9 годин тому

    Munhu uyu itsotsi ngaape munhu mari yake yakakwana

  • @user-zl4et5cw2b
    @user-zl4et5cw2b 9 годин тому

    This man is crook

  • @theophilusmunyere549
    @theophilusmunyere549 10 годин тому

    Uyu ishe anenge ane inferiority complex chaiyo. Kuita list rekureva kuna mambo kudaro. Plus apa mambo vangotora side raishe vasingatarisi mafacts both sides. Pamwe pacho mambo vanombobhaiza

  • @langelihlendlovu8038
    @langelihlendlovu8038 10 годин тому

    Nika lobava imali yakhe uyadelela

  • @user-fz4sv4ps5n
    @user-fz4sv4ps5n 11 годин тому

    Tsotsi ndiro bamunini

  • @tariropmanyumwa501
    @tariropmanyumwa501 11 годин тому

    We love you my King Mutasa

  • @rashedngadze8853
    @rashedngadze8853 11 годин тому

    Kutomupa 11000 kutomubirira ndava paifanirwa kunge paine maincreaments epay through the years. Apa mambo matadzisisa kutonga apa dai atopigwa 11hectares dzske or 15000 dollars

  • @user-qd1sc6ln5l
    @user-qd1sc6ln5l 11 годин тому

    Gokwe yapindira nesmart

  • @user-mt3qg9sk5l
    @user-mt3qg9sk5l 12 годин тому

    Babamunini imbavha avo

  • @user-mt3qg9sk5l
    @user-mt3qg9sk5l 12 годин тому

    Babamunini imbavha avo

  • @user-fs7zf4ef1r
    @user-fs7zf4ef1r 12 годин тому

    This Chief mmmm so intelligent

  • @thomaschiwomba3752
    @thomaschiwomba3752 12 годин тому

    In life usabatsire this type of pipo mangwana vanofuma vokutorera zvinhu zvako zvese uka chengeteswa imba nemunhu ari kumhiri wozoda kumutorera imba iyoyo zvinoita here

  • @HazelKupakuwana
    @HazelKupakuwana 13 годин тому

    Ummm. Bamdiki vane moyo wakaipa. He took advantage of bamkuru because he's poor. Mwari ndewe munhu wese. Nayewo zvichamuwana.

  • @LankenNkomaLondon
    @LankenNkomaLondon 13 годин тому

    yaaa mukunzva butter kuba kauku

  • @martinchijara8452
    @martinchijara8452 14 годин тому

    Does the chief have jurisdiction to deal with a labour matter? I think not this dispute has no connection with traditional issues which fall under the purview of the traditional courts.Further the land in question if I heard correctly is not communal land which also takes it out of the chief's authority

  • @beautyjelo2269
    @beautyjelo2269 14 годин тому

    Kana une mwana sikana kana akaroorwa taenda Mwari

    • @beautyjelo2269
      @beautyjelo2269 14 годин тому

      This one started it for fun coz it shows kuti nhamo yake iri nani

  • @LankenNkomaLondon
    @LankenNkomaLondon 14 годин тому

    BIMBO RAKAROHWA NE GETSAPU

  • @clariskumba3538
    @clariskumba3538 14 годин тому

    😂😂😂 teacher teacher teacher 😅😅😅😅

  • @PanasheChandiwana-ix1np
    @PanasheChandiwana-ix1np 15 годин тому

    Mambo Mutasa is the best.

  • @LankenNkomaLondon
    @LankenNkomaLondon 15 годин тому

    MKADZI IPFAMBI UYU

  • @jaisoncalvintarusarira6348
    @jaisoncalvintarusarira6348 15 годин тому

    Kana mapa mutongo the court should adjourn, Mambo. $11000 iyoyo was enough.

  • @Tarisaitarwireyi
    @Tarisaitarwireyi 15 годин тому

    Saka n'anga ndiyo yava truster here weduwe ,mambo nema kurukota avo havazi fare

  • @edsonmoyo7437
    @edsonmoyo7437 15 годин тому

    Ipai munhu mari yake yakakwana usd11 000

  • @LankenNkomaLondon
    @LankenNkomaLondon 15 годин тому

    INGA ZVAKAWOMA

  • @tafadzwamazivanhanga555
    @tafadzwamazivanhanga555 15 годин тому

    5000 pa11 years haa ma1

  • @tafadzwamazivanhanga555
    @tafadzwamazivanhanga555 15 годин тому

    Murume uyu anodherera ,akutumwa nemukadzi kudzinga bamukuru

  • @tmantinashe4711
    @tmantinashe4711 16 годин тому

    Zvakaoma,day light robbery 😢

  • @tmantinashe4711
    @tmantinashe4711 16 годин тому

    Eish i feel for this guy

  • @tafadzwamazivanhanga555
    @tafadzwamazivanhanga555 16 годин тому

    Mota dzake dzaakatenga dzinebasa rei nepay yaunofanira kumubhadhara. Akashandisa munhu chete kumuchengetera munda

  • @MazvitaNyandoro
    @MazvitaNyandoro 16 годин тому

    Cameraman you are too slow toda kunzwa nyaya tichiona vanhu vachoka

  • @Stavo702
    @Stavo702 17 годин тому

    Haa mambo Makoni havabatsire neteam rake.

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 17 годин тому

    Iyo pito mudare ndokumberi. Gokwe munotamba 90 mins + injury

  • @TanyaMuridzo
    @TanyaMuridzo 17 годин тому

    Mabhingo kuvanhu mucheno unotangira kumeso ndozvanoda vrume vasingagone kuchngeta vana

  • @TheChekas
    @TheChekas 18 годин тому

    Dare rabirira munhu apa

  • @garikayialexiomandu9412
    @garikayialexiomandu9412 18 годин тому

    Hondohwe mu garden na 2 am

  • @user-gq5wt6es6v
    @user-gq5wt6es6v 18 годин тому

    I'm the 1st one... like

  • @garikayialexiomandu9412
    @garikayialexiomandu9412 18 годин тому

    Mambo wekwedu vs mjolo

  • @artwellchibere5740
    @artwellchibere5740 18 годин тому

    Chief vari kuzviramba kkkkkkkk. Hanzi makore 15 form 1 katatu vachibvunza

  • @artwellchibere5740
    @artwellchibere5740 18 годин тому

    Nyaya yekutorwa kwechibage nemidziyo ndiyo yakaita kuti vatukane